Перейти к содержимому

Nyika ino NYENGETERA |GiftWrites

GiftWrites

0:00 / 0:00

Nyika ino NYENGETERA |GiftWrites

400 просмотров · 13 дней назад
GiftWrites
46 подписчиков
400 просмотров · 13 дней назад
🎵 NYIKA INO | NYENGETERA By Gift Chigamba Nyika ino izere zvinhu zvakaipa. Nyika ino izere vanhu vakaipa. Saka nyengetera uye uvangwarire. Rwiyo urwu runoyeuchidza munhu wese kuti mugwara rehupenyu tinofanira kutsvaga Mwari, kungwarira vanhu nezvatinosangana nazvo, uye kuramba takamira patariro yedu. Dzimwe nguva hurombo hahusi kusadzidza kana kutadza kuronga. Hupenyu hunogona kuunza zvinhu zvatisingatarisiri. Asi tinoramba tichinyengetera kuti tidzivirirwe, tuchengetedzwe uye tuyambuke. Nyengetera udzivirirwe. Nyengetera uuchengetedzwe. Nyengetera uyambuke. 🙏 Kana rwiyo urwu rwakubata moyo, Like, Comment, Share uye Subscribe kuti utsigire mimhanzi yangu. #NyikaIno #Nyengetera #GiftChigamba #ShonaMusic #ZimbabweMusic #GospelMusic