Перейти к содержимому

USAPISE MASHANGA ECHIBAGE KANA USWA!

GWEN ORG

0:00 / 0:00

USAPISE MASHANGA ECHIBAGE KANA USWA!

103 просмотра · 2 нед. назад
GWEN ORG
7 подписчиков
103 просмотра · 2 нед. назад
Waizviziva here kuti mashanga echibage, uswa hwakaoma, mashizha nemupfudze wemombe zvinogona kushandiswa kugadzira compost? Muvhidhiyo ino, GWEN pamwe neDangwe Arts vari kukuratidzai nenzira iri nyore inonzwisisika kuti compost inogona kugadzirwa sei pachishandiswa zvinhu zvisinganetsi kuwankiwa. 👩🏾‍🌾 Muvhidhiyo munodzidza: 🌱 Zvinhu zvinodiwa pakugadzira compost 🌱 Kugadzirira nzvimbo 🌱 Mashandisirwo emashanga echibage 🌱 Mashandisirwo euswa nemashizha 🌱 Kushandisa mupfudze wemombe 🌱 Kukosha kwekunyorovesa compost 🌱 Nzira dzekushandisa zvinhu zvinowanikwa kumusha mukurima 💚 Une mashanga echibage, mashizha kana mupfudze wemombe kumba? Usazvirase — tarisa vhidhiyo iyi kuti uone kuti zvingashandiswa sei.