MUJOLO! Akabatwa achibata magaro emukadzi wemunhu, dare rakapisa! 😱
LIVE PRIME TV
0:00 / 0:00
MUJOLO! Akabatwa achibata magaro emukadzi wemunhu, dare rakapisa! 😱
3 268 просмотров · 4 недели назад
LIVE PRIME TV
6,22 тыс. подписчиков
3 268 просмотров · 4 недели назад
Nyaya iyi yakasvika kudare mushure mekunge murume apomerwa kunyenga mukadzi wemunhu nekumubata magaro. Zvinonzi chiitiko ichi chakakonzera kusawirirana kukuru pakati pemhuri, zvichiita kuti nyaya isvike pamberi paChief. Dare rakateerera mativi ese enyaya richitsvaga chokwadi uye richipa mutongo maererano netsika nemagariro.
Ko iwe unofungei? Kubata munhu akadaro kunofanira kutorwa sechikanganiso chakakura here? Siya maonero ako muComments.
👍 Like • 💬 Comment • 🔔 Subscribe ku Live Prime TV kuti usapotsa dzimwe nyaya dzinobata upenyu hwezuva nezuva, tsika nematare echivanhu.
#LivePrimeTV #ChiefNgezi #TraditionalCourt #Mujolo #Zimbabwe #ShonaStories