HOT TOPIC: Musikana Orambidzwa Kuenda Kunhamo Yababa Vake, Hanzi Ndiye Akaita Kuti Vafe
STAR FM LIVE
0:00 / 0:00
HOT TOPIC: Musikana Orambidzwa Kuenda Kunhamo Yababa Vake, Hanzi Ndiye Akaita Kuti Vafe
2 595 просмотров · 22 ч назад
STAR FM LIVE
141 тыс. подписчиков
2 595 просмотров · 22 ч назад
"...iniwo kuchikoro handina kubuda zvakakanaka so ndaingoita zvekutenga ndichitengesa maphone, unfortunately ndakabva ndatengeserwa phone yakabiwa, ndakazobatwa nepolice ndatotengesera mumwe murume. Shoko rekusungwa kwangu rakasvika kumusha kunababa. Baba decided kumbofamba nenyaya yangu. N'anga yavakaona yakavaudza kuti my sister auye nehembe yake yaaizopfeka kucourt musi waitongwa nyaya yangu. My sister anoita zvekuchurch stereki akatanga achiramba kusvika ndamukumbira kuti angoterera baba ndibatsirikane..."