Sei Mufundisi Uyu Akapinda Pakutamba Chindenge??
GibbsLegacy
0:00 / 0:00
Sei Mufundisi Uyu Akapinda Pakutamba Chindenge??
305 просмотров · 3 дня назад
GibbsLegacy
837 подписчиков
305 просмотров · 3 дня назад
Nyaya inorwadza zvikuru: Chii chaicho chakaitika kuti mufundisi akambove anoremekedzeka mune zvemweya agume ava rombe mumugwagwa nekuda kwekutamba chindenge (kubheja madhasi)?
Muvhidhiyo iyi, tinotevera nyaya yese kubva pakutanga kusvika pakuparara kwehupenyu hwake, zvidzidzo zvikuru zvatinofanira kudzidza maererano nekubheja, pamwe nekukosha kwekuchengetedza mhuri nehupenyu hwedu.
Kudai uriwe waizoita sei pane iyi nyaya? Siya maonero ako mu-comment section pazasi!
👉 Usakanganwe ku-LIKE, COMMENT, uye ku-SUBSCRIBE ku @GibbsLegacy kuitira kuti usapotsa dzimwe nyaya dzinodzidzisa uye dzinovhura pfungwa.
#GibbsLegacy #ShonaStories #Chindenge #ZimDrama #ZimYouTube
mufundisi, chindenge, mufundisi we church, gibbs legacy, shona drama, zim stories, kubheja, mufundisi ava rombe, nyaya dzemu zimbabwe, shona comedy, zimbabwean drama, zimbabwe youtube, kutamba chindenge, gambling addiction, zimbabwe entertainment