Перейти к содержимому

CAB 3 haisikuzodzoka kumashure nyangwe musirikuida

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

CAB 3 haisikuzodzoka kumashure nyangwe musirikuida

1 578 просмотров · 7 ч назад
Jolaz TV-FM News
16,4 тыс. подписчиков
1 578 просмотров · 7 ч назад
Sir Wicknell varikunzi havana kufa nenguva yaMwari vakaurayiswa nevanhu vekumasowe! Vamweo ndivo varikuti chinamato chemasowe chakambotanga nani kusvika vanhu vavekurasika kudai! Mamwe Maporofita ekuchechi yejohane masowe vapihwao tsananguro dzekuti havana nguva yakareba vanenge vateverana naVaChivayo! Vaporofita vese varikunzi havana mweya vakatadza sei kuona mafiro achaita VaChivayo vasati vafa kana vachiti vanoona!