Tilder Live - Murume nemhuri yake vaona moto nehuroyi hwuri kukonzerwa nemukadzi wepiri waakaramba
STAR FM LIVE
0:00 / 0:00
Tilder Live - Murume nemhuri yake vaona moto nehuroyi hwuri kukonzerwa nemukadzi wepiri waakaramba
33 153 просмотра · 2 года назад
STAR FM LIVE
137 тыс. подписчиков
33 153 просмотра · 2 года назад
Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa nezvinoda kufumurwa - Murume nemhuri yake vaona ndondo nehuroyi hwuri kukonzerwa nemudzimai wepiri waakaramba ari kuramba kurambwa. Murume uyu asangana nemashura anosanganisira kuona tsvina muchikafu chaari kuda kudya, kuitirwa tsvina muhomwe, kupisirwa hembe kana kudzishaya zvachose uye nekutemwa nezvavasingaoni.