CHAPLAIN PHIRI - MUKADZI MUSAMARIA
Cross Before Crown TV
0:00 / 0:00
CHAPLAIN PHIRI - MUKADZI MUSAMARIA
61 398 просмотров · 7 л. назад
Cross Before Crown TV
63 тыс. подписчиков
61 398 просмотров · 7 л. назад
Mukadzi musamaria aiva mukadzi aive chifeve asi asangana na Jesu haana kudzokera akadaro akatoenda atendeuka ave kuparidza kuti huyai muone pane andiudza zvose zvandiri. Jesu anotiye dai waiziva wauri kutaura naye hawaikumbira mvura asi waimukumbira mvura hwenyu yekuti ukanwa zvekare hauzombova nenyota zvekare