Uyo Wamakatakura Wamuka Muguva Alleluia
ZB CATHOLICS
0:00 / 0:00
Uyo Wamakatakura Wamuka Muguva Alleluia
1 666 просмотров · 6 лет назад
ZB CATHOLICS
5,48 тыс. подписчиков
1 666 просмотров · 6 лет назад
Holy Name Mabelreign Parish Choir
Archdiocese choir competition hosted by Our Lady of the Wayside Mount Pleasant Parish @St Johns Avondale sub parish located in the grounds of St Johns High School Emarald Hill
Lyrics
Uyo Wamakatakura Wamuka Muguva – R. Mandigo
M: Uyo wamakatakura wamuka muguva Allelu-ya
V: S/A Hosi yedu yokudenga farai, uyo wamakatakura, wamakatakura, wamuka
muguva fara-i, farai Maria Allelu-ya
B --- Hosi yokudenga farai, wamakatakura, wamakatakura – wamu-ka –
farai – farai – Maria Alleluya
Part 1:
Madetembo:
1.Kutambudzika kwapera Alleluya
2.Waripira mhosva dzedu Alleluya
Chorus:
S/A Maria muvirigo tikumbirirewo, tikumbirireiwo Alleluya – uyo wamuka
nembiri
B --- Maria tikumbirirewo tikumbirireiwo Alleluya – uyo wamuka nembiri
Part 2:
Madetembo:
1.Wamuka nembiri sezvaaitaura Maria farai Allelu-ya
Chorus:
S Alleluya – Alleluya – sezvaaitaura
A/B --- Alleluya farai – Alleluya wamuka – sezvaaita-ura
Archdiocese of Harare