Munamato kana mushonga werudzii hazvichashandi parizvino
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Munamato kana mushonga werudzii hazvichashandi parizvino
7 032 просмотра · Трансляция закончилась 14 часов назад
Jolaz TV-FM News
17,8 тыс. подписчиков
7 032 просмотра · Трансляция закончилась 14 часов назад
Zvekuti kuchava naCoup muZimbabwe haisi nyaya isiri kuzivikanwa, kunyangwe nevana vadiki vava kuzvionawo pachena kuti nguva yekubviswa kwaVaMnangagwa yaswedera haisisina reverse!
VaMnangagwa vatarisana neCoup yemusi wa17 November yekuedza kwevanhu kuparadza mutemo wakaiswa munyika weCAA3 uyo uri kubvumira VaMnangagwa kuti varambe vachitonga pamwechete nekumisa kupwanyiwa kwakaitwa 1man 1vote iyo yakarwirwa kuhondo!
VaMnangagwa votsanangurwa munyika vachinzi pamhosva dzavari kupomerwa kunyangwe vakashandisa mushonga wechivanhu werudzi rupi, musi wa11 November havapfuuri kumatare edzimhosva vasina kubatwa nemutemo kuti vakapaza mutemo wenyika!
VaDouglas Mwonzora vari kuvava munyika vachizivisa kuti ndivo vachapedzera VaMnangagwa musi wa25 November kumatare edzimhosva zvekusiya VaMnangagwa neCAA3 yavo vasisipo panyika kana kuti vapinzwa mujere chaimo!
VaMnangagwa, vari kuMoscow kuRussia, uko vari kutarisirwa kuti nemusi weChina vachaita nhaurirano dzakakosha neMutungamiri weRussia, VaVladimir Putin dzekuti Zimbabwe iwane hupenyu huri nani!
Vanhu vanodarika 60 vechiKristu vaurayiwa mukurwiswa kwakatevedzana mudunhu reOromia muEthiopia; hurumende nevapanduki munyika umu vachinongedzerana pamhosva iyi!
Algeria yatumira ndege dzehondo kunobatsira kudzvivirira coup iri kuda kuitika yekubviswa kwehurumende muNiger, ndokubva yapa mahelicopter mana ehondo kuitira kumisa zviri kuda kuitika kumuvakidzani wayo!