Mafia 4ED vs VP Chiwenga - Mafia 4ED yapa yambiro kuna VP Chiwenga vachivatyisidzira
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Mafia 4ED vs VP Chiwenga - Mafia 4ED yapa yambiro kuna VP Chiwenga vachivatyisidzira
16 655 просмотров · Трансляция закончилась 18 часов назад
Jolaz TV-FM News
16,6 тыс. подписчиков
16 655 просмотров · Трансляция закончилась 18 часов назад
Discussion 01
Mafia 4ED yapindiri ichizivisa kuti VaChiwenga ngavadzikame vasabvume kufurirwa neshamwari dzavo nekuti kuita kwakadaro kuchavapinzisa panguva yakaoma vava kurohwa neMafia 4ED!
Discussion 02
✓Chakachaya nhasi masikati ano, VP Chiwenga vari kutarisirwa kutatsurana nePolitburo yeZanu PF pammusangano wechimbi chimbi wakasheedzerwa madeko vanhu vatorara; musangano uyu uri kufungidzirwa kuti ndewekuzeya mutemo weGreen Book, vasati vaenda kumusangano wavo wepagore weZANU-PF National People's Conference!
Discussion 03
✓VaChiwenga vopinzwa busy vachikutsirwanwa nevakuru vebato reZanu PF; VP vaziviswa kuti VaMnangagwa vari kudiwa neHarare yose, uye vakasarudzwa kuti vatonge kusvika mugore ra2030, kana vasvika mugore iri, vachaenderera mberi nekutonga sezviri kutaurwa pamutemo weCAA3, chasara nhasi kuona kuti Green Book rashandurwa sezvinoenderana nezviri kudiwa nevanhu!
Discussion 04
✓Heano mashoko akataurwa naVaMnangagwa pamazuva avakabvisa VaRobert Mugabe; mashoko avo adzoka munyika achiziviswa kuvanhu kuti honai kunyeperwa kwakaitwa nyika!
Discussion 05
✓Retired General vayambira VaPatrick Chinamasa kuti vasadzokorore kufarisa kwakadaro kwekukombeya maVice President vachinongedzera mumwe kuti akanaka mumwe akaipa; pakabviswa VaMugabe, VaMohadi vaive vari kupi mavava kupembedza nhasi uno muchiti ndiye munhu kwaye!
Discussion 06
✓Newly appointed minister of Economic Developñment and Investment Promotion, VaKudakwashe Tagwirei, vatotanga kukambena munyika vachizivisa kuunza denga indzva rine paradhayizi rine sugar chete chete!
Discussion 07
✓Chachaya munyika yekuChamhembe kweAfrica; vaimbove President wenyika yeDRC VaKabila vari kunzi vabuda pachena kuti vapandukira hurumende kuti vasunungure nyika; mashoko achiti vaumba chikwata chavo chitsva chine mauto ane zvombo zvinokuvadza!