Zvandiri Kusangana Nazvo, Zvichapera | Mwari Vanoona | Hill Worship Zimbabwe
Hill Worship Zimbabwe
0:00 / 0:00
Zvandiri Kusangana Nazvo, Zvichapera | Mwari Vanoona | Hill Worship Zimbabwe
5 633 просмотра · 3 недели назад
Hill Worship Zimbabwe
6,25 тыс. подписчиков
5 633 просмотра · 3 недели назад
Song Lyrics:
[Verse]
Zvandiri kusangana nazvo zvingarwadze sei?
Rwendo rwacho rwungaome sei?
Ndinoziva mwari vanoona
Varikugadzirisa zvese ndichapona
[Chorus]
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Nenyasha dzake Mwari, zvese zvichapera.
[Verse 2]
Handimborasa Tariro
Ndicharamba ndakaisa tariro
Ndinoziva mwari vanoona
Varikugadzirisa zvese ndichapona
[Chorus]
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Nenyasha dzake Mwari, zvese zvichapera.
[Outro]
Mwari variko.
Zvandiri kusangana nazvo zvichapera,
Mwari variko.