Mkay Quest - Salam Maleko ft TL MONEZ ( OFFICIAL VISUALIZER)
Mkay Quest TV и IAMDXNZL
0:00 / 0:00
Mkay Quest - Salam Maleko ft TL MONEZ ( OFFICIAL VISUALIZER)
353 просмотра · 10 дн. назад
Mkay Quest TV и IAMDXNZL
353 просмотра · 10 дн. назад
Song Performed By Mkay Quest and TL MONEZ
Produced By IAM DXNZL
Mixed And Mastered By Bleqboi (Allied Kings)
Video Directed By Khan (Urban Frames)
Distributed By STB.Ent©️
Salam Maleko from KENGE MASAMBA 2 Extended Play.
https://ditto.fm/kenge-masamba-2
Lyrics
Salam Maleko
Tea isina Mukaka
Amai mwana
Mukanyanya daiso
Muchandikwadza
Imhosva here kuti handiende kubasa
Everyday ingori horror
Ndiri dhaza
Hanzi unoipeta sei nhai shasha
Ndikati majaira kundiona ndakadhakwa
Manje kwedu kumaraini tonzwa Spragga
Saka mwana wese inenge ingori watchaa
But bho zvangu
Ndakuita zvinhu zvangu
Pastaira rangu hangu
Handichalinke nana bhangu
Ndenge ndapa grind
Apa ndikumboda shangu
Loyalty yei pane munhu ane ma tattoo
Gangster
Ndakumbotsoma Atenda {Chinx}
Handina mari but i hope ndichapinda {please}
Pane fraud
Pa e Rasta ve Orchestra (uhh)
Manje inini ndichasimudza mureza (ahh)
(Hoskie)
Ndinofamba na Jesu
Ma ghetto yutts
Ndati Salaam Maleko
Makuitaseiko
Achakurasisa ndewe mu circle
Ndinofamba na Jesu
Ma ghetto yutts
Ndati Salaam Maleko
Makuitaseiko
Achakurasisa ndewe mu circle
Baba inini handisi bho
I got bros
I got girls vanondida kuma shows
I got dogs ukandidenha ndokurumisa for sure
Bvunza Jonez
Mufesi wangu aimbotengesa ma Scones
Toita 2 tungwarara
Inini na Rebeca wangu
Tichadanana
Zvenyu zvekurwadziwa
Hameno muchafa
Ndini one Questa
KENGE MASAMBA
One hakuna njani
Inonzi yako usati wakanda padheni
Two hakuna gevha
Rino sender girlfriend allowance
Kunyepa rinenge ritori bharanzi
Three hatingazo burnere mututsva
Ka rocari panenge pachibhaizika gents
Ndati four
Kuno kunoshandawo ka rizz ka mukoma
Hobho tichiswedera mudhuze ndati
Tactic, tactic Ko mazuva ano
Vakushandisa tactic
Sisi dhori vave yellow mazuva ano
Ukaswedera mudhuze vanogona
Kungokutakura
Iwe ndati
Tactic, tactic Ko mazuva ano
Vakushandisa tactic
Sisi dhori vave yellow mazuva ano
Ukaswedera mudhuze vanogona
Kungokutakura
Iwe mugariro weekend
Topona nayo Crypto
Ikangopinda yese
torovawo ka yese
Pasi pano pakutoda vakachangamuka
Zvechi Samaria
Takasira vakaenda
Think fast usazonzi wakaneta
Dhiri rese rine munhu akatovhetwa
Chenjera kuzosara wazorohwa leg over
Apa game rese rinozopera ya game over
_______________________
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a YouTube channel, without prior written permission. STB.Ent©️