Boss Kobo votandaniswa nemuporofita weZanu PF mushure mekunge nyaya dzavo dzasvika kuState House
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Boss Kobo votandaniswa nemuporofita weZanu PF mushure mekunge nyaya dzavo dzasvika kuState House
8 529 просмотров · Трансляция закончилась 10 ч назад
Jolaz TV-FM News
18,1 тыс. подписчиков
8 529 просмотров · Трансляция закончилась 10 ч назад
Yambiro yechimbichimbi iri kuzivisa kuti Madzibaba Kobo vava kutsvagwa neZANU PF kuti vabviswe panyika, zvichitevera kubuda kwavo pachena vachizivisa kudzedzereka kwaVa Mnangagwa avo vagere pachigaro chenyika!
VaTshabangu varara husiku hwapfuura vachitukwa zvikuru pasocial media mushure mekunge vabuda muvhidhiyo vakazvimba matama kunge dzetse ramedza mabhururungwa, vachitsanangura kutsigira kwavo chirongwa cheGeo Pomona muHarare!
VaMthuli Ncube neCabinet vabvuma kuunza hurongwa hutsva hwemakore mashanu hwezvemari yakawanda apo vari kutoziva kuti nyika haisisina chivimbo nezvese zvavanoronga nekuda kwekuti kubvira makore ose aya vaingobika mbodza!
Fresh Story Madzibaba Kobo vanonzi vatiza munyika vakananga kuBotswana vachidzingirirwa neari kunzi fake prophet Jay Israel, munyaya dzine chekuita nezve matongerwo enyika zvemukati mebato reZanu-PF!
Uganda yatanga kubvisa mauto ayo muSomalia zvishoma nezvishoma mushure memakore 20 vachitambudzika nekurwisana nevapanduki munyika umu!
Uganda yasunga chipangamazano cheMutungamiri wenyika icho chaimbova mutevedzeri wemukuru wemauto, Lieutenant General, pamusoro pekupomerwa mhosva dzekuda kukanganisa kuchengetedzeka kwenyika!
Zvava kudhakwa kuSA; VaTrump vava kuronga kubvisa South Africa neRwanda muchibvumirano chekutengeserana neAmerica!