Перейти к содержимому

Zvatosvorana pakazara vanhu VP Chiwenga naVaTagwirei

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

Zvatosvorana pakazara vanhu VP Chiwenga naVaTagwirei

18 873 просмотра · Трансляция закончилась 12 ч назад
Jolaz TV-FM News
17,1 тыс. подписчиков
18 873 просмотра · Трансляция закончилась 12 ч назад
Last Discussion VP Chiwenga demanded that CAB3 be reversed and told Mnangagwa to leave Zanu-PF as it is. VaDaniel Garwe vakambokurudzira kuti Bhoki ngaarohwe, kuCde Geza, kuitira kuti muridzi waBhoko abude pachena vagozogona kumurwisa kureva VP Chiwenga; zvino muridzi waBhoki azobuda pachena kuti hakuna chinhu chinonzi CAB3, ngaachirohwa tione! Discussin 01 VaKembo Mohadi vari kunzi nezuro vakazotiza pamusangano weZanu PF, kuChinhoyi, vachitiza VP Chiwenga mushure mekunge vaita kudzoserana mashoko, VaKembo Mohadi vachibva varohwa nemudumbu wefeki mushure makunge vanyaradzwa vachiudzwa kuti vanofira mafufu segonzo! Discussin 02 VaChiwenga vanomutsa hondo inotyisa naVaTagwirei pakazara vanhu, vachibvunza kuti ko US$3 million yavakagovera govera kuvanhu kuti vaungane kuzovasvereredza; mubvunzo waVP uchiti waizviitirei! Discussin 03 VP Chiwenga vava kupomerwa mhosva yekuronga kuita coup yekupandukira hurumende inova mhosva iri kunzi nevanoziva mutemo, vanogona kukandwa mujere kwemakore 10 nemhosva ye treason! Discussin 04 VaChiwenga vari kuudzwa nevatsigiri vavo kuti ino nguva haisi nguva yekuti VaMnangagwa vapihwe mukana wekugadzirisa zvikanganiso zvavo; mashoko achiti hazvichagoneki kuitika sekudaro, VaMnangagwa ngavabatwe nguva ichiripo nekuti vakapara mhosva yekusaina chinhu chiri kunze kwemutemo (CAB3)!