Siyai dzemudanga dzimbotungana tione
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Siyai dzemudanga dzimbotungana tione
1 016 просмотров · 17 ч назад
Jolaz TV-FM News
18 тыс. подписчиков
1 016 просмотров · 17 ч назад
Nyaya dzirikuburitswa naMary dzirikunzi hadzinei nekubviswa kweCAB 3 saka nyangwe Mary akazviita achida kushoresa VP
hazvishande!
Veruzhinji varikuti zvose zvakatadza VP kumashure hazvichatariswe chatirikuda ndechekuti Cab 3 ibviswe!
Parizvino veruzhinji vakangovhurira ziso kumunhu arikuda kusunungura nyika!
VP vavekutyirwa kuti vangangogona kutadza kupedza zvavatanga nokuda kwekuti varikunonokera