KuState House kure hakusvikike zvekumhanya ndabvuma ndege - VaChamisa vs Chiwenga
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
KuState House kure hakusvikike zvekumhanya ndabvuma ndege - VaChamisa vs Chiwenga
9 740 просмотров · Трансляция закончилась 1 дн. назад
Jolaz TV-FM News
18 тыс. подписчиков
9 740 просмотров · Трансляция закончилась 1 дн. назад
Discussion 01
Munhu kwaye VaKembo Mohadi vatora chigaro chenyika kubva kuna VP Chiwenga, vakamirira kudzoka kwaVaMnangagwa vachizovadzosera chigaro vavo; zvafamba sei kuti chagaro ichi changa chakambobatwa naVaChiwenga chiende kuna VP Kembo Mohadi, VaMnangagwa vasati vadzoka?
Discussion 02
Aimbove mudzimai waVP Chiwenga atumirwa mashoko achiudzwa kunzi kunyangwe vakaburitsa huipi hwaVP Chiwenga; kunyangwe vakati vanodya vanhu VP vanongodiwa zvakadaro!
Discussion 03
Mashoko okuti kuState House kure hakusvikike zvekumhanya, anorevei aitaurwa naVaChamisa, angagona here kubatanidzirwa nezvirikuda kuitwa naVP Chiwenga vozogumirawo munzira? Kuti unzwe zvingangogona kuitika parwendo rwekuenda kuState House, huya paJolaz TV-FM Live YouTube!