Ndine Mufaro| The United Choir ft Kiara Nyamadzawo
The United Choir
0:00 / 0:00
Ndine Mufaro| The United Choir ft Kiara Nyamadzawo
411 просмотров · 13 дней назад
The United Choir
206 подписчиков
411 просмотров · 13 дней назад
Isaya 55:12
Nokuti muchabuda nomufaro, nokufambiswa norugare; makomo nezvikomo zvichaimba nomufaro pamberi penyu; miti yose yokudondo ichauchira._
Shoko:
Uku ndiko kutenda kwatinako kuti parwendo rwekushandira Ishe, kunyangwe zvichirwadza, kunyangwe tichibaiwa, kunyangwe tichirongerwa newakaipa kuti tiparadzwe - paizvi zvese tiri vakundi nekupfurisa.
Ndizvo tichaburiswa muhosha, muutapwa nomufaro tigofambiswa murugare, ndirori shoko rerugare kwatiri isu vanotenda. 🙌
Vanotenda ngavati, Ndichabuda nemufaro!
Credits
Sopranos:
Kiara Nyamadzawo
Tatenda Moyana
Altos:
Tanyaradzwa Dzamara
Vinus Nyamadzawo
Tenors:
Benjamin Mudzamiri
Jordan Muramwi
Band:
Drummer: Alpha Tapiwanashe Msengi
Bassist: Jack
Guitarist: Jotham Nagoma
Keyboards: Tawanda Moyana
Written & Composed by: Tawanda Moyana
Mixed & Mastered @ Studio+ by Tawanda Moyana
Recorded Live In Marondera, Zimbabwe
Connect with The United Choir on our socials:
TikTok: https://www.tiktok.com...
Facebook: / 1bpcyxfmsj
Instagram: https://www.instagram....
#JesusTheLivingWord
#TheUnitedChoir
#NdineMufaro
#KiaraNyamadzawo
#zimgospel
#gospel