Перейти к содержимому

Video riri kuratidza kuti ndege dzaiva 3, VaChivayo vachibva vapinzwa mundege isiri yavo ndokuputika

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

Video riri kuratidza kuti ndege dzaiva 3, VaChivayo vachibva vapinzwa mundege isiri yavo ndokuputika

19 016 просмотров · Трансляция закончилась 1 день назад
Jolaz TV-FM News
15,8 тыс. подписчиков
19 016 просмотров · Трансляция закончилась 1 день назад
Video riri kuratidza kuti ndege dzaiva 3, VaChivayo vachibva vapinzwa mundege isiri yavo ndokubva vaputikirwa vakafa! Discussion 01 Chokwadi chiya chava kuda kuswedera pedyo nechokwadi; ndege yakauraya VaChivayo yazivikanwa kuti haisi yavo, vari kunzi vanga vatoikweretawo kune mumwe munhu anoremekedzwa muZanu PF! Discussion 02 Ndege dziri kunzi dzanga dziri 2, asi tsvakurudzo ine maV11 iri kuratidza kuti ndege idzi dzaive 3! Discussion 03 Nyaya yaPresident Mambo Munhumutapa yakora muto vanhu vava kuda kunzwisisa kuti zvakataurwa naHebert Chivayo zvekuti VaMnangagwa ndivo ngavachengete mari yaVaChivayo zvinoitika sei vasiri veropa rimwechete; mashoko achiti VaMnangagwa vanokwana papi pamhuri yekwaChivayo! Discussion 04 Mashoko kubva kunyika yeKenya ari kuti VaChivayo vafa vaine secret money yavanga vakachengeteswa naPresident Ruto, inosvika $11 billion yanga ichida kuzoshandiswa kubirira sarudzo dziri kuitwa kuKenya gore rinouya! Discussion 05 Nyika iri kuda kuziva kuti chinzvimbo chekuurayiwa kwenyika changa chakabatwa naVaChivayo chichasara chiri chani! Discussion 06 Madzibaba Moze vazivisa kuti vakapukunyuka rufu, vakapotsa vafira mundege yaVaChivayo, asi mwari akavasudurutsa kuti vasakuyiwe neChikopokopo! Discussion 07 Video anorohwa zvakaipisisa ari panhamo dzaVaWicknell Chivayo, achipomerwa mhosva yekupota achibudikira paSocial Media achishora hunhu hwebato reZanu-PF! Discussion 08 Video; VaKudakwashe Tagwirei, VaPaul Tungwarara, VaScott Sakupwanya, vari kuziviswa nechiporofita kuti ndivo vari kutevera kufa rufu rune madrama akafanana nemadrama akaitika parufu rwaVaChivayo!