Перейти к содержимому

Chatsva 🔥 : Vanhu 3 Varikufafa After Wicknell Chivhayo | Tinoda Machakaire Shocking Death Prophecy 🙆

Zim Witness TV

0:00 / 0:00

Chatsva 🔥 : Vanhu 3 Varikufafa After Wicknell Chivhayo | Tinoda Machakaire Shocking Death Prophecy 🙆

9 480 просмотров · 7 часов назад
Zim Witness TV
35,4 тыс. подписчиков
9 480 просмотров · 7 часов назад
Rufu rwaWicknell Chivayo rwakonzera kuti vaporofita vabude musaga vachitaura zvichazoitika pamberi apa nekuti vanhu varikupa blame kumaporofita vachiti ndiwe akasiya Wicknell achifa vachitadza kuudzwa nemweya • Commander Ibrahim: Chiporofita chemavambo ezvinhu zvirikuzoitika muZimbabwe zvichitevera rufu rwaWicknell Chivayo, kusanganisira maincidents 3 ezvikwata zvakasiyana-siyana. • Apostle Sean Michael Hill: Yambiro nemashoko akasimba kunemudani wechidiki Tino Machakaire parufu nengirozi yerufu. Muteerere zvakazara mutevedzere ma warning aya kuti munzwisise zviri kuitika mune zvetsika nekuvhenekerwa kwemweya muZimbabwe. DISCLAIMER & COPYRIGHT: Copyright Disclaimer: Under Section 107 of the Copyright Act 1976, allowance is made for "fair use" for purposes such as criticism, comment, news reporting, teaching, scholarship, and research. Fair use is a use permitted by copyright statute that might otherwise be infringing. Non-profit, educational, or personal use tips the balance in favor of fair use. Content & Religious Disclaimer: This video contains commentary and news reporting on public prophetic statements made by independent religious figures. It is intended for educational, news, and discussion purposes only. Views expressed by featured individuals do not constitute official news statements or medical advice. Ipa maonero ako pazviporofita izvi: Muporofita atura yambiro pazuva ranhasi. Unofunga kuti ndivanaani vamwe vanhu vane mukurumbira vakavharwa mazita pa chiporofita cha Commander Ibrahim? Siya mhinduro yako pasi mu comment section, huye usakanganwa kuLIKE neku SUBSCRIBE pa channel yedu! 👇💬 #WicknellChivayo #LuluMuteke #ChivhayoFuneral #Mapositori #Zimbabwe #Zigo #DjSparks #JCTV #DzepaGhettoh