Перейти к содержимому

VAKOMANA VANE CHIPO CHEKUTUKA PART 1

Mr comedy Zw

0:00 / 0:00

VAKOMANA VANE CHIPO CHEKUTUKA PART 1

791 просмотр · 1 мес. назад
Mr comedy Zw
291 подписчик
791 просмотр · 1 мес. назад
VAKOMANA VANE CHIPO CHEKUTUKA PART 1! Jaure na Mutape vakomana Vaviri vane chipo chinoshamisa chekutuka zvine comedy! kana vatanga kukandirana mashoko, hapana anoziva kuti ndiyani achakunda! Muchikamu Chino, Jaure naMutape vanosangana namudhara Jabu, uye zvinhu zvinobva zvaita manyama amire nerongo! Tarisa kusvika kumagumo kuti uone kuti ndiani anokunda mubattle yemashoko! LIKE 👍 COMMENT kuti utiudze kuti ndiani akanyanya kusekesa: Jaure Jaure kana Mutape 🔔 SUBSCRIBE kuti usapotsa Part 2! #VakomanaVaneChipoChekutuka #ZimbabweComedy #ShonaComedy #ComedySkits #CartoonComedy #Part1