Перейти к содержимому

Haiwa Mambo Mabasa Enyu- Catholic Joyful Melodies

Catholic Joyful Melodies

0:00 / 0:00

Haiwa Mambo Mabasa Enyu- Catholic Joyful Melodies

11 877 просмотров · 3 года назад
Catholic Joyful Melodies
4,71 тыс. подписчиков
11 877 просмотров · 3 года назад
Haiwa Mambo Mabasa Enyu is a catholic hymn composed by the late A Chamunorwa. Performed by Catholic Joyful Melodies. Hymn 92- TINOKUTENDAI MAMBO (DZIMBO DZEKIRIKE KATORIKE) 1962 - 2011 M: Haiwa Mambo mabasa enyu Soprano: Haiwa – haiwa Mambo, mabasa enyu anoshamisa – haiwa haiwa Mambo mabasa enyu anoshamisa kwazvo Alto: Haiwa Mambo, mabasa enyu anoshamisa Mambo mabasa enyu anoshamisa kwazvo Bass: Mabasa enyu anoshamisa Mambo Mambo anoshamisa Mambo – haaiwa mabasa enyu anoshamisa kwazvo Madetembo: 1.Mabasa enyu mazhinji, makaita ose nenjere. 2.Zvipenyu zvose zvinokumirirai, kuti muzvipe zvokudya nenguva yakafanira. 3.Munotambanudza ruoko rwenyu vanhu vose vachagutswa. 4.Mbiri yaMwari ngaigare nokusingaperi Mambo ngaafarire mabasa ake.