Перейти к содержимому

Zimpraise - Wauya Mucheki Mukuru (Tatenda Chisunga)

Zimpraise Legacy TV

0:00 / 0:00

Zimpraise - Wauya Mucheki Mukuru (Tatenda Chisunga)

194 219 просмотров · 5 л. назад
Zimpraise Legacy TV
251 тыс. подписчиков
194 219 просмотров · 5 л. назад
Taken Off Zimpraise Hymns Night 1 led by Tatenda Chisunga. Lyrics: Wauya Wauya Mucheki Mukuru 1. Wauya Wauya Mucheki mukuru; Vanhu vachaona Ishe wokudenga. Vanogozomutswa vari kumakuva; Avo vovonekwe vose pakachena. 2. Zvinhu zvatinoona zvose zvichatsva, Makomo mapako zvichanyongodeka. Zuva richadzimwa, mwedzi uchapera, Vakaipa vachashaiwa pokuvanda. 3.Mucheki wosvika nehondo huru Hondo inouya yavanyai vedenga Nameso omucheki mukuru aone, Zvinhu zvakavanda, zvinhu zvakaipa. 4. Vatadzi vanova nokutya kukuru, Vanogodedera pameso’mucheki. Vasakarurama vachazoparadzwa, Vaiswe munzvimbo yokutambudzika. 5. Regai zvakaipa, mutye mururame, Munzwe inzwi raShe, munamate mose. Zviteurirei, mutsvake netsitsi, Inguva nazvino, Uayi mugamuchire.