Перейти к содержимому

Munhu Wedu Tese - Qounfuzed (VISUALISER)

QOUNFUZED OFFICIAL

0:00 / 0:00

Munhu Wedu Tese - Qounfuzed (VISUALISER)

14 137 просмотров · 1 дн. назад
QOUNFUZED OFFICIAL
138 тыс. подписчиков
14 137 просмотров · 1 дн. назад
Munhu Wedu Tese by Qounfuzed Produced by Mr Koncious Beat by Vixy on it Mastered by OnlyMunashe Composed by Mcdonald Sheldon Co-writer Mr Koncious LYRICS Hanzi yese yatiri kuita ngatiite privately Ndiri mumhu we privacy Dont worry ava ndi Bestie Ndinofarira Hide n Seek Ndiri munhu we Hide n seek Saka ngatitambe Hide n seek Kana ukada kumupfimba Unosara murima Profile Status yake akadzima It looks like hamusi kumuziva Saka zivai Vakatomutadza uyu chero mamonya anojima. Vaimuchiva akavapima Veduwe ndozvaari uyu Haadi rudo anoda mari uyu.. Uri kudanana nemunhu Ari kudanana nemunhu Ari kudanana nemumwe munhu Uri kudanana nemunhu Ari kudanana nemunhu Ari kudanana nemumwe munhu Uri kudanana nemunhu Ari kudanana nemunhu Ari kudanana nemumwe munhu Uri kudanana nemunhu Ari kudanana nemunhu Ari kudanana nemumwe munhu Uri kudanana wega Uri kudanana nembwa Uri kudanana wega Zverudo Uchazvirega Munhu wako Anogara ari busy Haabatike zvingiri easy Anogara ari mu meeting Anobhaiza asina reason Munhu wedu tese Sha usapinde nemoyo wese Ari wako wese Anongokupawo time yake yese Phone inogara iripa silent Kana ukamuvhunza Anotanga kuita violence Hanzi usandichallenge I can't manage Zvinoita kunge zvine manenji Urikudanana nemunhu atori nemudiwa wake Wanonyatsoda achitozvoziya hake Kupedza mari pa munhu anoda munhu asina kana cent … Wangu azvina kana sense Urikudanana nemunhu Arikudanana nemunhu Arikudanana nemumwe munhu Urikudanana nemunhu Arikudanana nemunhu Arikudanana nemumwe munhu Urikudanana nemunhu Arikudanana nemunhu Arikudanana nemumwe munhu Urikudanana nemunhu Arikudanana nemunhu Arikudanana nemumwe munhu Urikudanana wega Urikudanana nembwa Uri kudanana wega Zverudo uchazvirega Kana ukada kumupfimba unosara murima Looks like hamusi kumuziva saka zivai Munhu wedu tese Sha usapinde nemoyo wese Ari wako wese anokupa time yake yese