Перейти к содержимому

Uri gamba.// Original Seed Ministries. Pretoria S A 🇿🇦

Tafadzwa Prince Zhou

0:00 / 0:00

Uri gamba.// Original Seed Ministries. Pretoria S A 🇿🇦

3 635 просмотров · 11 мес. назад
Tafadzwa Prince Zhou
2,72 тыс. подписчиков
3 635 просмотров · 11 мес. назад
Zvinoda mhare mhare Mhare pakutenda Chorus Iwe uri gamba Ini ndiri gamba Tose magamba emuchinjikwa Idzo mhare mhare pakutenda *2 Ariko magamba ayo akaenda Akatimirira kumusoro kudenga Iwo akataura wani,Isu toenda Sarai zvakanaka, nairori Shoko Ndimi makazodza vafundisi Vabate basa romweya mutsvene Ngarivandudzwe irori Shoko Ndiyo nhaka kumusoro kudenga Zuva riya, Zuva riya Makandinhonga ini ndiri murima Mwari makanaka, Mwari mune ngoni Mwari makanaka Mwari munerudo Mwari munengoni Mwari mune nyasha Tinokutendai Baba Tinokutendai Baba Tinokutendai Baba Tinokutendai Baba ‪@originalseedministries‬ ‪@EastleaTabernacleETM‬