Kana wakapinda neCoup uchabviswa neCoup
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Kana wakapinda neCoup uchabviswa neCoup
9 588 просмотров · Трансляция закончилась 6 ч назад
Jolaz TV-FM News
18 тыс. подписчиков
9 588 просмотров · Трансляция закончилась 6 ч назад
Discussion 01
Munhu akapinda neCoup pachigaro chenyika anobviswa neCoup; Mashoko akataurwa naPresident weRwanda anoratidza kuti havafi vakapindirana munyati neZanu PF!
Discussion 02
Ma-jokes anogarotaurwa naVaMnangagwa anorevei kana vachiti nyika inovakwa nevene vayo; handiwo here ma-jokes awa ava kukonzeresa kuti VaMnangagwa varasikirwe nevatsigiri vavo?
Discussion 03
Nyika yedu iri kukokotiwa neZanu PF, vamwe vanhu vasina muono wekumberi vari mubishi kuti siyayi zvakadaro musatsigire ndedzemudanga dziri kutungana, iye asingaoni kuti naiyewo ari kutungiwa; munhu wese ngaasheedzere kuti enough is enough!
Discussion 04
Mafira kureva; zviri kuitwa nevanhu veZanu PF kuti ED Pfee akapenga ndizvo zvimwechete zvaiitwa panguva yaVaMugabe vanhu vachiti Mugabe akapenga anofanirwa kutonga nyika akagara paWheelchair; musanakidzane nezvakaipa regai VaMnangagwa vaende vanozorora!
Discussion 05
VP Chiwenga vari kuramba vachiwana rutsigiro rwakapfurikidza rurikubva muvanhu, rutsigiro rwacho rwava kupa kuti vanotsigira VaMnangagwa vanzwe kusafara nazvo!