Mukomana Anoramba Kurambwa Rudo rwa Jaure naSamantha
Mr comedy Zw
0:00 / 0:00
Mukomana Anoramba Kurambwa Rudo rwa Jaure naSamantha
1 010 просмотров · 2 мес. назад
Mr comedy Zw
291 подписчик
1 010 просмотров · 2 мес. назад
Pane akamborambwa semurume uyu here? Jaure aona Queen Bee yechikoro, Samantha, musikana anozivikanwa nekuramba vakomana pasi ne "rejection" dzinotonhodza moyo. Asina nekuda kwe waterproof conference, ma-toy helicopter, uye kuwira mumugodhi wemvura... Jaure achazvigona here?
Tarisa nyaya inosetsa, yakazara ma-twists,
uye inoratidza kuti rudo rwechokwadi runoda kushivirira (pamwe nekuda kunyara zvishoma)!
Don't forget to Like, Comment, and
Subscribe/Follow kana wadii kuseka!
#ComedySkit#JaureNaSamantha
#ZimComedy #Mr Mysterious
#LoveAndRejection