Перейти к содержимому

Coup 2026 17, November is loading; VaMnangagwa vari kunzi vachamhanya zvakaomarara

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

Coup 2026 17, November is loading; VaMnangagwa vari kunzi vachamhanya zvakaomarara

5 194 просмотра · 11 часов назад
Jolaz TV-FM News
17,5 тыс. подписчиков
5 194 просмотра · 11 часов назад
Vari kuona zviri kuitika pakati paVaMnangagwa naVaChiwenga vazivisa kuti mumwedzi waNovember, mwedzi uchadzosa mashiripiti akamboitika mugore ra2017! ✓VaTagwirei vari kutsanangurwa semunhu anonzi havasi kuzofa vakawaniswa mukana wekutora chigaro chavari kuda kutora, icho chiri kunzi chakatariswa naVP Chiwenga; VaChiwenga vachiti hakuna achachitora! ✓VaJacob Mudenda vasimuka vakananga kuLondon kunopinda musangano wakakosha wemazuva matatu wakakokwa neHouse of Commons yeUnited Kingdom, pachitarisirwa kuti Zimbabwe ichaongororwa zvakasimba kuti yava kukodzera here kupinda muCommonwealth! ✓Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa nhasi vachatora zviri pamutemo chigaro chaSachigaro weCommon Market for Eastern and Southern Africa (COMESA). ✓Nyika dzinosvika gumi nesere dziri nhengo dzeCommon Market for Eastern and Southern Africa (COMESA) dzasvika munyika kumusangano wechi25 weVatungamiri veNyika neHurumende uri kuitwa muHarare nhasi! ✓Nyika yeLesotho yagadzwa kuva Sachigaro weSouthern African Development Community Organ on Politics, Defence and Security Cooperation! ✓Ukraine yagumbukira America nekudyidzana kwayo kwayatanga neRussia; mashoko achiti VaTrump igundamusairi riri kuenda kunoenda mhepo soro racho haritori mushe, chero zvafungwa ipapo ndizvo zvinongoitwa zvichipesana nezvisungo zveNATO!