Honai 😱: Zvaitwa WICKNELL CHIVAYO, Makandiwa, Uebert Angel, Scott VOFUMURWA Murume uyu anekushingi 😱
Zim Witness TV
0:00 / 0:00
Honai 😱: Zvaitwa WICKNELL CHIVAYO, Makandiwa, Uebert Angel, Scott VOFUMURWA Murume uyu anekushingi 😱
9 670 просмотров · 1 месяц назад
Zim Witness TV
33,8 тыс. подписчиков
9 670 просмотров · 1 месяц назад
Wicknell Chivayo audzwa mashoko anorwadza nemurume wechidiki anonzi Theophilus Mudangwe mushure mekunge Sir Wicknell ati anoda kudoneta $1 Million USD kubatsira zvizvarwa zveZimbabwe zvirikudzingwa kuSouth Africa (Joni).
Theophilus Mudangwe amupisa zvakaoma achiti ngaangobatsira chinyararire asingashambadze nekuti mari dzacho ndedzekubira nyika saka ngaabatsire chinyararire! Haana kugumira ipapo—akatatura zvakare Prophet Emmanuel Makandiwa, Prophet Uebert Angel, Scott Sakupwanya, nevamwe vatungamiri vemachechi achiti vanoda kungoonekwa nekupa vanhu vanazvo kare, vachitadza kubatsira vanhu chaivo vari mumatambudziko.
Teerera nyaya izere unzwe zvataurwa naTheophilus Mudangwe!
Munofunga kuti Sir Wicknell arikuda kungoonekwa here kana kuti mwoyo murechena?
Don't forget to LIKE, SHARE, and SUBSCRIBE for more hot Zimbabwean celebrity drama and news updates!
#WicknellChivayo #TheophilusMudangwe #ZimbabweNews #SouthAfricaDeportation #SirWicknell #EmmanuelMakandiwa #UebertAngel #ScottSakupwanya #ZimCelebrityGossip #ZimPolitics #LatestZimNews
Disclaimer:
The views and opinions expressed in this video are those of the individuals featured or quoted and do not necessarily reflect the official policy or position of this channel. This video is for news reporting, commentary, and educational purposes only.
Copyright Disclaimer:
Under Section 107 of the Copyright Act 1976, allowance is made for "fair use" for purposes such as criticism, comment, news reporting, teaching, scholarship, and research. Fair use is a use permitted by copyright statute that might otherwise be infringing. Non-profit, educational, or personal use tips the balance in favor of fair use. No copyright infringement intended.