Перейти к содержимому

VP Chiwenga vanoudzwa kuti ngavashandisa mukana uyu wekubvisa VaMnangagwa vasipo kudai

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

VP Chiwenga vanoudzwa kuti ngavashandisa mukana uyu wekubvisa VaMnangagwa vasipo kudai

9 091 просмотр · 5 дней назад
Jolaz TV-FM News
15,2 тыс. подписчиков
9 091 просмотр · 5 дней назад
Cde Knox Chivero vero vadzoka pamhepo vachitaura zvinobatika zvichibva zvaita kuti vanhu veZanu-PF varare vakasvinura husiku hwese vachitya kuti VaMnangagwa zvavasipo kudai masimba angangobvutwe husiku vakarara! VaBrett Muvhet vaudza VaChiwenga kuti kana vari serious nezvavari kuita ngavazviite izvozvi VaMnangagwa vasipo kudai vari kuAmerica! Vendors 4ED yozivisa kuti yasvika iyezvino nguva yekuti VaDaniel Garwe vagurwe mutsiba vari vapenyu! Gweta guru munyika raramba kutambira mota nemusvo wemari waranga rapihwa kubva kuna VaChivayo! VaChombo varasikirwa nehafu yepurazi remahekita 3,000 mushure mekunge aimbova mudzimai wavo avamhan'arira kumatare edzimhosva! KuEthiopia, mapato anopikisa anosvika 7 ane zvombo zvehondo abatana muhurongwa hwekuda kurwiza mutungamiriri wenyika iyi vachimupomera mhosva yekubirira sarudzo! President wekuDRC ari kusadharara zvakasimba achizivisa kuti achasaina zvenharo kushandurwa kwemutemo wenyika wekuti afire pachigaro sezvakaitika kuZimbabwe! Zambia yapinda patafura ichizeya kuti yotangira papi kupaza mutemo wenyika vachitevedzerawo zvakaitwa neZanu PF, vachitiwo 2 temu ishoma!