VP Chiwenga vokutsirwanwa neZanu PF pamwechete neaimbova mudzimai wavo
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
VP Chiwenga vokutsirwanwa neZanu PF pamwechete neaimbova mudzimai wavo
11 262 просмотра · Трансляция закончилась 10 ч назад
Jolaz TV-FM News
17,9 тыс. подписчиков
11 262 просмотра · Трансляция закончилась 10 ч назад
Discussion 01
Nyaya yekushanya kweMutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vachiperekedzwa neshamwari dzavo kuenda kuRussia, yozeyiwa munyika, vanhu vachibvunzana kuti zvichiri zvebasa renyika here kana kuti pane zvavaendere kunoronga zvekudzivirira hondo dzavo dziri kuda kumuka mukati mebato ravo!
Discussion 02
ZANU-PF yazivisa kuti gore rino yakwanisa kutora nhengo itsva dzinopfuura 63 thousand kubva kubato rinopikisa raVaChamisa, dzichijoinha bato reZanu-PF!
Discussion 03
Bato reZanu-PF riri kupomerwa mhosva yekushandisa mari kupaza bato rinopikisa richinzi rakashandisa mari yakawandisa kubhadhara VaNelson Chamisa, Amai Thokozani Khupe, VaDouglas Mwonzora naVaSengezo Tshabangu!
Discussion 04
Amai Marry Mubaiwa vaimbova mudzimai waVP Chiwenga vazivisa nyika hutsinye huna VaChiwenga, vachijekesa kuti VaChiwenga havana kukodzera kuva President wenyika ino uyewo zvakare havatorina kukodzera kuva zvakare Vice President wenyika ino!
Discussion 05
VaChiwenga avo vari kurwiswa neZanu PF zvakaipisisa, varara husiku hwese hwanhasi vachishorwa nebato reZanu-PF vachinzi vakagurisa makumbo munhu akavazvarira vana!
Discussion 06
VaMnangagwa neZanu PF, vari kunongedzerwa kunzi ndivo vainge vatuma Amai Marry Mubaiwa kupfuudza hupenyu hwaVP Chiwenga!