Перейти к содержимому

VP Chiwenga vanodzoka munyika ndokuwana zvinhu zvese zvashanduka

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

VP Chiwenga vanodzoka munyika ndokuwana zvinhu zvese zvashanduka

8 348 просмотров · 11 ч назад
Jolaz TV-FM News
14,9 тыс. подписчиков
8 348 просмотров · 11 ч назад
VaChiwenga vadzoka munyika kubva kuChina mushure mehafu yemwedzi wese vachitenderera muChina, ndokuwana munyika mava neshanduko huru itsva dzaMambo Munhumutapa! Kubvira pari nhasi zvichienda kumberi dzamara VaMnangagwa vadzoka munyika; VaChiwenga ndivo vakabata chigaro chenyika! VaMnangangwa vaonekwa vachiperekedzwa naVaChiwenga kunokwira ndege vachibuda munyika vakananga kuNew York kunopinda musangano weUNGA! Mambo Charumbira vatarisana nenguva yakaoma, munyaya dziri kufungidzirwa kuti dzingangodaro dziine chekuita nezvematongerwo enyika! Vanhu vanosvika 16 vaurayiwa mukurwiswa kwakaipisisa kwaitika mudunhu reKhyber kuPakistan, uko kune hondo inotyisa iri kuitika! Mukadzi wekuBritain ainge apambwa kuMalawi awanikwa akavharirwa nematsotsi, pfuti dzikarira, mapurisa nematsotsi vachidzoserana mabara! Vasungwa vanosvika 37 vafa vari muhusungwa kunyika yeNigeria; mashoko achiti vafa nechirwere cheCholera vakavharirwa mujere vachibva varegerwa kurapwa! VaTrump vanokumbira rubatsiro kubva kuSouth Korea rwekubatsirwa kurwisa Iran, South Korea ichibva yaramba!