Перейти к содержимому

VaChiwenga vasiiwa vakabata Green Book rine mutemo usingachashande mukati mebato reZanu PF

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

VaChiwenga vasiiwa vakabata Green Book rine mutemo usingachashande mukati mebato reZanu PF

8 131 просмотр · Трансляция закончилась 8 ч назад
Jolaz TV-FM News
17,2 тыс. подписчиков
8 131 просмотр · Трансляция закончилась 8 ч назад
Discussion 01 Musangano weZanu PF People's Conference wakapera nezuro kuChinhoyi zvisina kunaka kana kuti zvisingafadzi povho iri kutsigirwa naVP Chiwenga, kuti irarame zvakanaka mushure mekunge VaChiwenga vasiiwa vakabata Green Book rine mutemo usina kudzimwa asi usingachashande mubato reZanu PF! Discussion 02 Mutemo webato reZanu PF wasiiwa wakadaro, VP Chiwenga vachiudzwa kuti zvamakati Green Book risashandurwa hatizi kuzorishandura, asi tichazorishandura pamberi apo, parizvino tawirirana kuti VaMnangagwa vatonge kusvika mugore ra2030, nokuti mutemo webato hauna kukosha pane mutemo wenyika weCAA3 wakagamuchirwa nemunhu wese! Discussion 03 Vose vakaonekwa vachipururudzira VP Chiwenga panguva yavaitaura, vari kuziviswa kuti vamwe vachapererwa nemabasa, ukuwo vamwe vachadzingwa kubva pazvigaro zvavo vachipomerwa mhosva yekutsigira VaChiwenga! Discussion 04 Munyori weZanu-PF vanoona nezvemitemo munyika, VaZiyambi Ziyambi, vakataura zvakadzama vachipindura VP Chiwenga, rough vachizivisa kuti VP havana kana chimwe chezvisungo zvebato zvavanogona kumisa nekuti zvakabva kumapurovhinzi ose ari munyika, ndokubva vawedzera vachiti zvavari kutaura izvi zvinogona kutsigirwa nemasachigaro ose eZanu-PF kubva kumatunhu ese gumi enyika! Discussion 05 President Mnangagwa nezuro vakagadza gurukota rezvemari VaMthuli Ncube muPolitiburo yeZANU PF, saSecretary for Science and Technology pamusangano wechi23 weNational People’s Conference kuChinhoyi; munyika muchibva matanga kuita mhere mhere vanhu vchibvunzana kuti asi muZanu PF mangosara vanhu vaviri VaTagwirei naVaMthuli Ncube chete here! Discussion 06 President vanoudzwa kuti ivo pachavo havana simba rekutuma vanhu kuzoputsa dzimba dzevanhu nekuba madosi emachembere; mota zhinji dzinopinda munyika dzakatakura mbanje, dzisina maNumber Plate dzichinzi ndedzevakuru, dzaziviswa kuti dzine chekuita naivava vari kutonga! (Abel Mauchi) Discussion 07 VaDaniel Garwe vanoedza nepavanogona napo kutaura vachipikisana nemashoko aVP Chiwenga, vachiratidza kuti vava kutoda zvedhudhu, vatononokerwa!