Перейти к содержимому

MUKOMANA ANE ZVIVINDI PART 2

Mr comedy Zw

0:00 / 0:00

MUKOMANA ANE ZVIVINDI PART 2

1 228 просмотров · 2 месяца назад
Mr comedy Zw
291 подписчик
1 228 просмотров · 2 месяца назад
Jaure adzoka zvakare! Mushure mekunge atanga kupfimba Ashley, haasi kudzokera shure. panguva ino anouya nemafanizi matsva zvekuti Ashley naRudo vanosara vasingazive kuti vamuseke here kana kumutenda! asi Jaure anerimwe dambudziko: Ashley haasi we weclass yake, uye haasi musikana anongobvuma mukomana wese. Jaure achakwanisa here kumuwana, kanakuti mashoko ake akawanda ndiwo achamupinza mudambudziko? MUPART 2 MUCHAONA: Jaure achiratidza zvivindi zvake mafani erudo anosetsa Mutape achiseka shamwari yake Ashley achishamisika nemashoko aJaure Plotagon Cartoon Comedy yechiZimbabwe LIKE 👍 COMMENT SHARE SUBSCRIBE kana Uchida kuona kuti nyaya yajaure naAshley inosvika kupi, usapotsa Episode inotevera #MukomanaAneZvivindi #Plotagon #ShonaComedy #ZimbabweComedy #PlotagonComedy #ComedySkits #Part2