Zanu-PF yonongedzera vagari vekumaruwa nepfuti kuti vade VaMnangagwa
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
Zanu-PF yonongedzera vagari vekumaruwa nepfuti kuti vade VaMnangagwa
12 682 просмотра · Трансляция закончилась 16 ч назад
Jolaz TV-FM News
18,2 тыс. подписчиков
12 682 просмотра · Трансляция закончилась 16 ч назад
Discussion 01
Video; Vanhu kumusha vanonongedzerwa pfuti neZanu PF mushure mekunge vatanga kuratidza kusafarira bato iri pamusangano pakazara vanhu!
Discussion 02
Poita hondo yemashoko, VaTemba Mliswa vachizivisa kuti Prophet Uebert Angel vakadzungaira nekuti vakataura dimikira vachiisa zita raVP Chiwenga, vachivaita kunge munhu kwaye!
Discussion 03
VaTemba Mliswa vatanga zvakare kuti nanga nanga naVP Chiwenga vachiti VaChiwenga ava havana simba ravainaro vakangofanana nemunhuwo zvake ari kushanda ari pakambani isiri yake, naizvozvo VP vari kushandira VaMnangagwa zvekuti vanogona kungomuka vakadzingwa!
Discussion 04
Video; Zanu PF inofukunyura guva revamwe sekuru vakafa karesa pane mumwe musha ndokudzinga varidzi vepo avo vakapihwa nzvimbo yokugara neZanu PF yacho; mutumbi wacho ndokunourasira kure vachibva vatora nzvimbo yokugara!
Discussion 05
Video; Vanhu veZanu PF, vava kuchema zvkaipisisa munyika yese zvichitevera kupaziwa kwava kuitwa misha yavo, vachipwanyirwa neCAB3 yavaipembedza kuti yakanaka, isu tichivaudza kuti haina kunaka!
Discussion 06
Varume mukaona Zanu PF ikakwanisa kurarama mamwe makore maviri iri mhenyu, nyika inenge yaparara kunenge kusisina chinhu chinonzi Zimbabwe zvakare; motonamata kuti VP vabudirire kudzura vamwe vavo ava! Daniel Garwe's video!