CHAPLAIN PHIRI - KUVHARA MIROMO YESHUMBA
Cross Before Crown TV
0:00 / 0:00
CHAPLAIN PHIRI - KUVHARA MIROMO YESHUMBA
52 007 просмотров · 7 л. назад
Cross Before Crown TV
63 тыс. подписчиков
52 007 просмотров · 7 л. назад
Mukurarama mune shumba dzinouya nenzira dzakasiyana siyana dzinoda kutidya kuti izvo zvatakatumwa na Mwari wedu zvisaitika asi Mwari anoshandisa nzira dzakasiyana siyana kuvhara miromo yeshumba sezvaakaita pana Daniel vachofunga kuti achadyiwa neshumba asi Mwari vakamurwira zvakashamisa vazhinji uye achibuda mugomba reshumba akabva anokwidziridzwa