Перейти к содержимому

CHIPOKO CHEMURUME WANGU CHAKANDIPEREKEDZA KUMBA

NdiWasu TV

0:00 / 0:00

CHIPOKO CHEMURUME WANGU CHAKANDIPEREKEDZA KUMBA

687 просмотров · 6 дн. назад
NdiWasu TV
2,95 тыс. подписчиков
687 просмотров · 6 дн. назад
Ndakachema murume wangu, ndikamuviga uye ndikabvuma kuti handichazomuoni zvakare. Asi mwedzi miviri chete gare gare, ndakasangana nemunhu wandaisambotarisira kuona murume wangu wandakaviga!😳 Chakatonyanya kundityisa ndechekuti ndiye akandityaira achindiperekedza kumba, asi padivi pake painge pagara mumwe musikana. Ko kana murume wangu ari mupenyu, munhu watakaviga aive ani?😨 Teererai nyaya yese pa Ndiwasu TV mutiudze muma comments kuti imi munofunga kuti chii chakaitika. #NdiwasuTV #NyayaDzeupenyu #ShonaStories #ZimbabweanStories