Перейти к содержимому

1. Hakuna chinonzi happy marriage | 2. Zvakatangira ku Indian Ocean | Shocking Zimconfessions

NdiWasu TV

0:00 / 0:00

1. Hakuna chinonzi happy marriage | 2. Zvakatangira ku Indian Ocean | Shocking Zimconfessions

930 просмотров · 9 мес. назад
NdiWasu TV
2,95 тыс. подписчиков
930 просмотров · 9 мес. назад
Iyi inyaya yechokwadi yakaverengwa pasina kuzivisa zita remunyori pano pa Ndiwasu. Iyi imwe ye Nyaya ine zvakavanzika, zvipupuriro, uye nyaya dzeupenyu chaihwo dziri kuitika muZimbabwe asi vanhu vakawanda vanotya kuzvitaura. 👉 Iwe ungadai waita sei mumamiriro ezvinhu aya? Siya pfungwa dzako mucomments pasi. Pano paNdiwasu tinoverenga: – nyaya dzerudo nemuchato godo neshanje – kubiridzirwa, mimba, hukama huroyi nehurombwa – zvakaitika muchechi ne mudzimba – zvemashiripiti nemweya neDNA – matambudziko emari neupenyu – kushungurudzwa uye marwadzo evanhu Truth-seekers and secret-keepers Zimbawe Family Secrets and Confessions Zim Deep Secrets and Confessions Google. 🎙️ Chinangwa cheNdiwasu ndeche kuvhurirana maziso, kukurudzira hurukuro, uye kubatsira vanhu vazive kuti havasi voga muupenyu. 👉 Iwe ungadai waita sei mumamiriro ezvinhu aya? Siya pfungwa dzako mucomments pasi. #ndiwasu #ndiwasusecretsandconfessions #zimbabweanreallife #storytime #mustwatch #shonastories #zimbabwestories #africanconfessions #reallifestories #relationshipdrama #nyayadzechokwadi This is a real-life confession and true Zimbabwean story shared anonymously on Ndiwasu. These are the secrets people are afraid to tell — stories about relationships, marriage, church, witchcraft, pregnancy, money, betrayal, trauma, and everyday life in Zimbabwe. Ndiwasu is a platform for Zimbabwean real-life stories, Shona confessions, and African experiences meant to create awareness, conversation, healing, and reflection. 👉 What would YOU do in this situation? Share your thoughts in the comments and be part of the Ndiwasu community. ⚠️ Disclaimer: Stories are shared for storytelling and awareness purposes. Any resemblance to real persons is coincidental.