Перейти к содержимому

Kana muchiti VP naVaMnangagwa vanowirirana murikuti chii

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

Kana muchiti VP naVaMnangagwa vanowirirana murikuti chii

1 181 просмотр · 3 дн. назад
Jolaz TV-FM News
18,2 тыс. подписчиков
1 181 просмотр · 3 дн. назад
Vose vanhu varikupwanyirwa dzimba varikunzi varikunyararirei munhu 1 achipwanya dzimba vakatarisa! Vamweo varikuti kana takatarisa zvirikuitika parizvino pane chirikuratidza kuti VaChamisa vachazosunungura vanhu here! Veruzhinji varikuti kana VP vakazotadza kusunungura vanhu chii chichaitika! Vamweo veZanu-PF varikuti kana bato reZanu-PF richiripo VaChamisa havafe vakatonga!