VaMnangagwa vatikumbotembei chaizvo
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
VaMnangagwa vatikumbotembei chaizvo
4 387 просмотров · 22 ч назад
Jolaz TV-FM News
17,8 тыс. подписчиков
4 387 просмотров · 22 ч назад
Vamwe vanhu vebato reZanu-PF vari padhuze dhuze naVaMnangagwa vorongera VP kuvadzinga muZANU-PF!
Vamweo vaimbove vatsigiri veZanu-PF vave kuona kuti VaEmmerson Mnangagwa varikukanganisa kutonga!
Kushorwa kwaVaChamisa vachinzi vakakundikana kwave kutokonzeresa kupokana kwevanhu vamwe vachiti VaChamisa vakabirirwa maElection!
Pane mubvunzo urikutenderera munyika wekuti VaEmmerson Mnangagwa varikumbotembei ivo vasina kana simba!