VP ndivo vachatosunungura nyika
Jolaz TV-FM News
0:00 / 0:00
VP ndivo vachatosunungura nyika
930 просмотров · 4 часа назад
Jolaz TV-FM News
17,8 тыс. подписчиков
930 просмотров · 4 часа назад
VaChamisa ngavatsokodzere pana VP kana vachizodawo kutonga kana VaMnangangwa vabva pachigaro!
Vamweo ndivo varikuti musakanganwe kuti chii chakaitika muna 2017 pakazobviswa VaMugabe!
VaMnangagwa varikutozviziva kuti varikungomanikidzira kutonga vachitoziva kuti havachadiwe chete!
Vamweo ndivo varikuti VaMugabe zvavaibheja kuti vachabva pachigaro kana vafa vakazoitei!