Перейти к содержимому

VaChamisa varikunzi vakatonetawo nazvo ndosaka vakazvisiya

Jolaz TV-FM News

0:00 / 0:00

VaChamisa varikunzi vakatonetawo nazvo ndosaka vakazvisiya

1 531 просмотр · 22 ч назад
Jolaz TV-FM News
18,2 тыс. подписчиков
1 531 просмотр · 22 ч назад
Vamweo varikuti VaChamisa vamurikuchemera kuti munoda varikuitei munyika macho! VP havasikusapotana naVaMnangagwa varikutoda kubatsira vana veZimbabwe kuti vawane rusununguko! Masoja ose varikunzi nyangwe vakatsamwa zvakaita sei havana kana simba seraVP rekubvisa VaEmmerson! Parikunzi vanhu vose varikuoma musoro vari pana VaChamisa varikunzi kuuya kwakaita VaChamisa mupolitics ndimi makambovaunza here!